Duramazwi03 / 03kobvo kobvoKuti kobvo kobvo musindo unonzikwa kana munhu achifamba mumadhaka, kana kuti aine majobho ane mvura.Verenga→