KwaunobvaDuramazwiAapira

Duramazwi

apira

Zvinoreva

Kuapira kuendesa chichemo kudare redzimhosva repamusoro kunoitwa neanenge asina kugutsikana nedare repasi, kuti nyaya itongwe patsva.

1

Kuapira kuendesa chichemo kudare redzimhosva repamusoro kunoitwa neanenge asina kugutsikana nedare repasi, kuti nyaya itongwe patsva.

Saizvozvo unofanirwa kusarudza mazwi akakodzera, anotapira, ekutagisa nawo rondedzero yako.

Zvinobatsira kunyanya isu madhokotera kuti tigonyatsoziva marapira atingaita zvirwadzo zvavarwere.

Zvinowedzerawo kutapira kwerurimi rwaamai.

Mamwe mazwi ane A

A

Duramazwi

01 / 03

apiri

Kuita apiri kukwidza mhosva kudare rapamusoro kungaita munhu kana asina kugutsikana nomutongo waanga apiwa padare repasi.

Verenga

Swipe for the next word