Duramazwi · chiito
tyaira
drive
Duramazwi · chiito
drive
Kufambisa motokari kana zvimwe nenzira kwayo (to drive).
Kufambisa motokari kana zvimwe nenzira kwayo (to drive).
BaTakue semunhu angaasati achaisa akaona kuti better vaende kwave kutyaira havo.
Dzimwe dzepfungwa dzawaitarisirwa kuburitsa dzinosanganisira dzinoti:- -kutyaira usina kupiwa chitambi chekuti wakafundira basa iri.
Tino ari kudziidzira kutyaira motokari.
Duramazwi
01 / 03tyaka
Tyaka ruzha runoitwa nemakumbo en'ombe kana ichifamba.
VerengaSwipe for the next word