KwaunobvaDuramazwiCchekenya

Duramazwi

chekenya

Zvinoreva

Kuchekenya kuruma chimedu chidoko pane chokudya chakaomarara. Kana mbeva dzichidya mabarwe akaoma dzinoita zvokuchekenya.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chekepfu

Kuti chekepfu kuruma chinhu chakanyorovera nemazino.

Verenga

Swipe for the next word