Duramazwi
Zvinoreva
Kana simbi dzapamuchina dzava kuchekera zvinoreva kuti dzinenge dzava kukuzvurana nokufufunuka. Cheni dzebhasikoro dziri kuchekera nokuti harina kuiswa oiri.
zvinoreva kuti zvaanenge anga ajaira kuita asingaonekwi zvinenge zvabuda pachena zvamupinza mumatambudziko. Mbavha yakachekera payakazobatwa ichiba muba memupurisa.

Kana uchimbundira mumwe unenge uchimubata wakamumoneredza kana kumukochekera nemaoko.
Kuti kichi kubatwa kungaitwa chimwe chinhu, chakochekera pambambo kana pamwewo pakadaro.
Kuti hakanu kuregedzeka kwepange pakabatanidzwa nenzira yekukochekera.
Kana munhu achinzi a-
zvinoreva kuti zvaanenge anga ajaira kuita asingaonekwi zvinenge zvabuda pachena zvamupinza mumatambudziko. Mbavha yakachekera payakazobatwa ichiba muba memupurisa.
Kuti hakanu kuregedzeka kwepange pakabatanidzwa nenzira yekukochekera.
Kukochekera mumwe munhu kumubata wakarembedza ruoko rwako muhuro make.
Kuti tswikitswiki kurira kunoita mubhedha kana vhiri rinochekera.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chekeredza
Kuchekeredza kucheka ganda rakavhara musoro wemboro.
VerengaSwipe for the next word