KwaunobvaDuramazwiDdededza

Duramazwi

dededza

Zvinoreva

Kana uchidededza chawakaruma, unenge uchinyudza mazino ako machiri.

Kana munhu achidededza musoro anenge achiurereka sezvinoita munhu anenge achigerwa.

Kudededza kufamba uchikurumidza uye uchiita tunhanho tupfupi. Kakomana kaidededza kachitevera vakomana vakuru kun'ombe.

1

Kudededza kudya chibage kana muchero uchiita zvekuruma-ruma.

2

3

Kana munhu achidededza zai rakabhoiriswa anenge achirirovera pasi zvishoma nezvishoma kuti rigone kumenyeka.

4

Kana munhu achidededza musoro anenge achiurereka sezvinoita munhu anenge achigerwa.

Kana munhu achidededza musoro anenge achiurereka sezvinoita munhu anenge achigerwa.

Kana uchidededza chawakaruma, unenge uchinyudza mazino ako machiri.

Kudededza kudya chibage kana muchero uchiita zvekuruma-ruma.

5

Kudededza kufamba uchikurumidza uye uchiita tunhanho tupfupi. Kakomana kaidededza kachitevera vakomana vakuru kun'ombe.

Kana munhu achidededza musoro anenge achiurereka sezvinoita munhu anenge achigerwa.

Kana uchidededza chawakaruma, unenge uchinyudza mazino ako machiri.

Kudededza kudya chibage kana muchero uchiita zvekuruma-ruma.

6

Kudededza kutaura uchikurumidza uye usingazvipi zororo.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dedema

Kana wakadedema unenge wakamira, wakarerekera musoro wako sure.

Verenga

Swipe for the next word