Duramazwi
deda
-rera
Duramazwi
Kudeda kureruka nokubvunda kunoita makumbo, kunyanya nechomumabvi, kana munhu achidzika pamateru akareba uye anotyisa.

01 / 03dedede
Kuti dedede kudonha nemusana zvekusara munhu akatarisa mudenga. Chidhakwa chakadonha negotsi ndiye dedede.
VerengaSwipe for the next word