KwaunobvaDuramazwiDdedede

Zvinoreva

Kuti dedede kudonha nemusana zvekusara munhu akatarisa mudenga. Chidhakwa chakadonha negotsi ndiye dedede.

1

Zvakafanana

tendekeshe · bveru

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dededza

Kana uchidededza chawakaruma, unenge uchinyudza mazino ako machiri.

Verenga

Swipe for the next word