Duramazwi01 / 03dedaKudeda kureruka nokubvunda kunoita makumbo, kunyanya nechomumabvi, kana munhu achidzika pamateru akareba uye anotyisa.Verenga→
Duramazwi02 / 03dededeKuti dedede kudonha nemusana zvekusara munhu akatarisa mudenga. Chidhakwa chakadonha negotsi ndiye dedede.Verenga→