Duramazwi
Zvinoreva
Kugadama.
Kana chinhu chakadedemara chinenge chakafara asi chisina kudzika.
Kana munhu akadedemara anenge akarara nemanhede.
Kugadama.
Ndinofarira kudyi-ra bota mundiro yakadedemara nekuti rinokurumidza kupora.

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dedemu
Kuti dedemu kutaura kana kuverenga zvakatsetseka uye pasina kukakamira.
VerengaSwipe for the next word