KwaunobvaDuramazwiDdedemu

Duramazwi

dedemu

Zvinoreva

Kuti dedemu kutaura kana kuverenga zvakatsetseka uye pasina kukakamira.

1

Kuti dedemu kutaura kana kuverenga zvakatsetseka uye pasina kukakamira.

Chapupu chakati dedemu zvose zvachaiziva maererano nezvokufa kwaErina, mutongi akagutsurira musoro.

Kuti dedemu kutaura kana kuverenga zvakatsetseka uye pasina kukakamira.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dedemura

Kudedemura kutaura kana kuverenga zvakatsetseka pasina kumbomira kana kukakamira.

Verenga

Swipe for the next word