Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kwande kwande nechinhu kuchinamatira zvekuti tsepete tsepete chaizvo.
1

Akaerekana avaviwa nechikukwa chaakanga asina kuona chakati kwande kwande neshizha remukute.
Kuti kwande kwande nechinhu kuchinamatira zvekuti tsepete tsepete chaizvo.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwanga
Kukwanga kuchema nenzwi riri pamusoro zvakanyanya.
VerengaSwipe for the next word