KwaunobvaDuramazwiKkwangu

Duramazwi

kwangu

Zvinoreva

Kuti kwangu kupedzisa zvishoma zvange zvasara.

1

Kuti kwangu kupedzisa zvishoma zvange zvasara.

Pakasvika VaPasi paVaZijena vakapedzisa doro rese kuti kwangu, zvekuti vaZijena vakazongowana chava chirongo.

Ini ndakatsvaga kwangu ndega kwekungogara kuitira kuti ndisazosangane nevakomana.

Ummm paive pakamira mukomana akanaka kumashure kwangu aive andivhara maziso.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwangura

Kukwangura kupedza zvinhu zvose zvange zvasara panzvimbo.

Verenga

Swipe for the next word