KwaunobvaDuramazwiFfita

Duramazwi

fita

fit

Zvinoreva

Kana chipfeko chichikufita chinenge chakakufanira kana kuti chakakugara zvinotoyevedza.

1

Kana chipfeko chichikufita chinenge chakakufanira kana kuti chakakugara zvinotoyevedza.

2

Kana uchifita chinhu unenge uchichiisa panzvimbo yacho, kunyanya kana uchigadzira mudziyo. _Ndinoda kufita mataya matsva pamotokari iyi nokuti aripo apera._

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fitana

Kana vanhu vaviri vachinzi vakafitana zvinenge zvichionekwa kuti zvakakodzera kuti vange vachidanana kana kuroorana. _Mukomana uyu nomusikana wake vakareba zvakaenzana, zvokuti vakafitana kuti varoorane._

Verenga

Swipe for the next word