KwaunobvaDuramazwiFfirudha

Duramazwi

firudha

-firidha
1

Kana kochi wetimu afirudha mutambi webhora anenge aita kuti mutambi iyeye apinde munhandare kuti agotambawo bhora.

Zvine chekuita

-firidha

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

firwa

Kana munhu achinzi afirwa anenge ane hama yake inenge yashaika. _Madzimai mazhinji anoenda kuJubheki achindotenga zvinhu zvokuzotengesa kuno akafirwa nevarume_.

Verenga

Swipe for the next word