Duramazwi
taridzika
presentable
Duramazwi
presentable
Kana munhu achinzi anotaridzika anenge ane uso nechimiro chomuviri chino-yemurika.
Kana munhu achinzi anotaridzika anenge ane uso nechimiro chomuviri chino-yemurika.
Tinodaira kuti vanhu vanowanzotorwa mwoyo nekutaridzika kwechinhu mumeso edu.
Akatsvaka matanda, matombo, uye huswa, akavaka imba yakasimba yakataridzika zvakanaka.
Gomo iro rinotaridzika sehuma yomunhu nokuda kwekutundumara kwakaita divi iri.
Kana munhu achinzi anotaridzika anenge akapfeka nhumbi dzakanaka uye dzakachena.
Kana munhu achinzi anotaridzika anenge akangwara.
Duramazwi
01 / 03taridzira
Kana munhu achitaridzira chinhu anenge achinongedzera pamwe panhu. Kana uchidiridzira muriwo taridzira hosipaipi pamubhedha.
VerengaSwipe for the next word