Duramazwi
buda
checkout · emerge · turnout · unnecessarily · vacate · fade
Duramazwi
checkout · emerge · turnout · unnecessarily · vacate · fade
Kana munhu akanzi abuda anenge akapfeka hembe dzakatsvinda nekuzvishongedza, zvinobva zvanyatsoratidza runako rwake.
Kana munhu akanzi abuda anenge akapfeka hembe dzakatsvinda nekuzvishongedza, zvinobva zvanyatsoratidza runako rwake.
Chirukwa changu chabuda zvakanaka, kunyanya mavara aya.
Vaishaya kuti vopa buda sei chaizvo pamusungo pavaive vari apa.
Uyu wamunoona uyu, mwana wehanzvadzi yangu buda ndibudewo.
Duramazwi
01 / 03buda ndibudewo
Uyu mwana waamai vako waunenge uchitevedzana naye pakuzvarwa.
VerengaSwipe for the next word