KwaunobvaDuramazwiBbuda ndibudewo

Duramazwi · zita

buda ndibudewo

Zvinoreva

Uyu mwana waamai vako waunenge uchitevedzana naye pakuzvarwa.

1

Uyu mwana waamai vako waunenge uchitevedzana naye pakuzvarwa.

Uyu wamunoona uyu, mwana wehanzvadzi yangu buda ndibudewo.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

budikidza

Kukwanisa kupfuvura nepakati pechimwe chinhu (to succeed/pass through).

Verenga

Swipe for the next word