Duramazwi · zita
muteedzeri
devedzi
Duramazwi · zita
Muteedzeri mwana waamai vako anenge akazvara mumashure mako chaimo.
Muteedzeri mwana waamai vako anenge akazvara mumashure mako chaimo.
Muteedzeri mwana waamai vako anenge akazvara mumashure mako chaimo.
Muteedzeri munhu anenge ari wechipiri kubva kumukuru wesangano, bato, boka kana zvimwewo. Kana sachigaro asipo, muteedzeri wake ndiye anotungamirira musangano.
devedzi
Duramazwi
01 / 03muteereri
listener
VerengaSwipe for the next word