Duramazwi · zita
muteereri
listener
Duramazwi · zita
listener
Muteereri munhu anozvipa nguva yokunzwa zvinenge zviri kutaurwa.
Muteereri munhu anozvipa nguva yokunzwa zvinenge zviri kutaurwa.
Mapikicha anobudiswa anoita kuti muteereri kana muoni agone kunatsonzwisisa mashoko anenge achitaurwa.
Kana muteereri achiti vakomana zvinenge zvichiratidza kuti ari kusiririswa nezviri kutaurwa.
Kana muteereri achiti vasikana zvinenge zvichiratidza kuti ari kusiririswa nezviri kutaurwa.
Duramazwi
01 / 03muteeri
follower
VerengaSwipe for the next word