KwaunobvaDuramazwiVvhomoka

Duramazwi

vhomoka

Zvinoreva

Kubuda mukati mechimwe.

1

Kubuda mukati mechimwe.

Kuvhomoka kungoerekana munhu abva panzvimbo inenge isisina kumumirira zvakanaka.

Kuvhomoka kubuda mukati mechimwe chinhu kungaitwa nechinhu chakareba.

Kuvhomoka kumanya nokusiya vamwe vawanga uchimanyirana navo.

2

Kuvhomoka kubuda mukati mechimwe chinhu kungaitwa nechinhu chakareba.

3

Kuvhomoka kungoerekana munhu abva panzvimbo inenge isisina kumumirira zvakanaka.

4

Kuvhomoka kumanya nokusiya vamwe vawanga uchimanyirana navo.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhomora

Kana ukavhomora chinhu unenge wachiburitsa kubva mune chimwe.

Verenga

Swipe for the next word