KwaunobvaDuramazwiVvhoronga

Duramazwi

vhoronga

Zvinoreva

Kucheka muto weruzha kuitira kushatisa chimwe.

1

Kucheka muto weruzha kuitira kushatisa chimwe.

Kana munhu achisika sadza anenge achirivhoronga nomusika kuti riputsike mapundu.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhorongonya

Kuvhorongonya kubvanyangura zvinhu uchisiya zvisina kugara zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word