Duramazwi
Zvinoreva
Kuvhorongonya kubvanyangura zvinhu uchisiya zvisina kugara zvakanaka.
1

Kuvhorongonya kubvongodza mvura zvokuti madhaka kana marara ari pasi anobuda pamusoro.

2

Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhorovhoro
Vhorovhoro kapfuti kadikidiki kanogona kuiswa muhomwe.
VerengaSwipe for the next word