Duramazwi · chiito
vhota
vote
Duramazwi · chiito
vote
Kana vanhu vachivhota vanenge vachisarudza munhu wavanoda kuti atungamirire.
Kana vanhu vachivhota vanenge vachisarudza munhu wavanoda kuti atungamirire.
Mugari wese womuZimbabwe ane kodzero yokutora pasipoti nokuvhota.
Kana vanhu vachivhota vanenge vachisarudza munhu wavanoda kuti atungamirire.
Ekisi nderimwe remabhii rinowanzoshandiswa pakuvhota kutaridza kuti wakarerekera pabato ripi.
Duramazwi
01 / 03vhotera
Kana ukavhotera munhu unenge wamusarudza kuti aite mutungamiriri wechimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word