Duramazwi · zita
vhoti
vote
Duramazwi · zita
vote
Vhoti inzira yokutsvaka nayo mutungamiriri wesangano, nyika kana bato vanhu vakawanda vachiita zvokusarudza wavanoda pakati pevanenge vachikwikwidzana.
Vhoti inzira yokutsvaka nayo mutungamiriri wesangano, nyika kana bato vanhu vakawanda vachiita zvokusarudza wavanoda pakati pevanenge vachikwikwidzana.
Kana wakasita vhoti yako pasarudzo unenge waratidza munhu waunofarira.
Kana uchinzi une vhoti unenge uine simba resarudzo.
Mutovhoti muti murefu une midzi kana makwande anoshandiswa semushonga wechivanhu wokudzinga mamhepo.
Kana uchinzi une vhoti unenge uine simba resarudzo.
Duramazwi
01 / 03vhovha
Vhovha ikomichi yakakura zviri pakati nepakati inowanzonwira doro kana maheu.
VerengaSwipe for the next word