KwaunobvaDuramazwiVvhoko

Duramazwi · zita

vhoko

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ataura vhoko anenge ataura izwi rinonetsa kunzwisisa chaizvo. Vanhu vanotaura Chirungu vachiisa mavhoko ndivo vanonzi vakafunda.

Kotopeya.

Kana munhu akati mutakura vhoko anenge anokora wakawanda zvokuzadza maoko ake.

1

2

3

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhokonyo

Kuti vhokonyo kunokora zvinhu zvinogona kuverengeka zvakaita sezviwitsi.

Verenga

Swipe for the next word