Duramazwi
-bvitura
Zvinoreva
Kana mhuka yakaita sedhongi yakuvhizura kubva pamusana payo inenge yakukandira pasi zvine simba.
1

Kushita kutadza kubatika kwechinhu chinenge chichivhizura zvine simba.
Kana mhuka yakaita sedhongi yakuvhizura kubva pamusana payo inenge yakukandira pasi zvine simba.
Zvakafanana
-bvitura
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhoiri
Vhoiri mucheka mutete unosungwa mumusoro nemadzimai, uchisiya zvishoma kuvhara kumeso.
VerengaSwipe for the next word