KwaunobvaDuramazwiKkari

Duramazwi · zita

kari

curry

Zvinoreva

Kari chigadzirwa chakaita upfu, chakatsvukuruka uye chinomwayiwa muchikafu kuti chivavirire nekunhuhwirira.

Dakataka.

1

Apa kaive kasisaite kunge kari kufamba kaive kakungopenya chete.

Sanike kabutton kaive kakarembera kaitoita kunge kakataridzwa kuzuva nekuti kaitoita kunge kari kuchinja macolours.

Tsuro kari mudumbu manzou kakabva kadeedzera kachiti, "Yaa, nhasi sekuru nzou ndazokubatayi. Ndimi mapedza manhanga angu nhai?".

2

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

karikicha

Kukarikicha kuturika chinhu pachipikiri. Ndakakarikicha bhachi pachipikiri chaiva kumadziro emba.

Verenga

Swipe for the next word