Duramazwi
kare
ago · antiquity · forewarn · historically · immemorial · already · earlier · formerly · previously
Duramazwi
ago · antiquity · forewarn · historically · immemorial · already · earlier · formerly · previously
Ichi chidudzirachiito chinotaura nguva yakapera kana kuti yakasoopfuura, isingadomwi kana kuti isingachanyatsozivikanwa.
Ichi chidudzirachiito chinotaura nguva yakapera kana kuti yakasoopfuura, isingadomwi kana kuti isingachanyatsozivikanwa.
BaTakue vainge vatobvisa hembe kare vari pasofa havo uku vachinwa juice naTadiwa wavo.
Akabika hake chikafu chake kwave kuzvidyira ainge atogadzirira kare zvake.
Kurohwa aive agara achikutya kubva kare Saka akatongoona kuti kuudza maiguru vake chokwadi kwaive nani.
Duramazwi
01 / 03karekare
Ichi chidudzirachiito chinotaura nguva yakasoopfuura, yatova kure chaizvo, isingadomwi kana kuti isingachanyatsozivikanwa.
VerengaSwipe for the next word