KwaunobvaDuramazwiMmakare

Zvinoreva

Makare inguva yakapfuura kare yairaramwa nemadzitateguru.

1

Makare inguva yakapfuura kare yairaramwa nemadzitateguru.

Akapinda mumba makare ndokugara pasi parukukwe rwake achifunga.

Makare taimboti vanatete nanasekuru ndivo vaishanda kuraira vazukuru vavo.

Uchaona kuti raive basa guru makare kare kuraira vana kubva vachiri pwere kusvika vayaruka.

Zvakafanana

makarekare

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

makarekare

Idzi inguva dzemadziteteguru dzakapfuura kudharadhara.

Verenga

Swipe for the next word