KwaunobvaDuramazwiPpasichigare

Duramazwi

pasichigare

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ane mhuno yakapashamara, inenge isina kumira kuti twi.

1

Kana munhu achinzi ane mhuno yakapashamara, inenge isina kumira kuti twi.

Pasichigare vakuru vedu vaikoshesa vanakomana vachiti ndivo vaizokudza rudzi.

Pasichigare vanhu vaitumirana mashoko vachishandisa nzira dzakasiyana-siyana.

Nemhaka yei vaShona vaifarira kushandisa tsumo mukutaura kwavo pasichigare?

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word