KwaunobvaDuramazwiPpasi rose

Zvinoreva

Idzi inyika dzose dzinowanikwa padenderedzva ratinogara richivhenekerwa nezuva rimwe chete.

1

Idzi inyika dzose dzinowanikwa padenderedzva ratinogara richivhenekerwa nezuva rimwe chete.

Ko unomutsiura sei mwana naiyo nyaya yekodzero dzavo yazezesa pasi rose?

Rwakadaidzirwa rusununguko rwemunhukadzi kare kare pasi rose rikasaina kuti rabvuma kupa munhukadzi kodzero dzake.

Nhasi uno musikana uya akasarudzwa kuve nhengo yemakurukota enyika yeZimbabwe izvo zvave kumupa rukudzo nembiri pasi rose.

Zvakafanana

pasi · panyika

Zvakasiyana

kudenga · nyikadzimu

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pasicharaiza

Kupasicharaiza kuvidzisa mukaka senzira yekubvisa utachiona hunenge huri mauri.

Verenga

Swipe for the next word