Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chidudzirachiito chinotaura nguva yakasoopfuura, yatova kure chaizvo, isingadomwi kana kuti isingachanyatsozivikanwa.
1
Ichi chidudzirachiito chinotaura nguva yakasoopfuura, yatova kure chaizvo, isingadomwi kana kuti isingachanyatsozivikanwa.
Makarekare vakuru vaiti kana vaenda kuchirara votombondovaka misasa vachivhima variko kwezvimazuva.
Makarekare kwaiti kana nhimbe yadaidzidirwa, vanhu vodimana kuendako zvokuti basa raibva rareruka zvikuru.
Uyu munhu wakarekare anonzi ndiye akazvara marudzi nemarudzi ari pasi pano.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03karenda
calendar
VerengaSwipe for the next word