Duramazwi · zita
karenda
calendar
Duramazwi · zita
calendar
Karenda ibhuku kana kuti pepa guru rimwe chete, rinoratidza mazuva, masvondo nemwedzi yegore rose uye mazororo nezvimwewio zvakakosha. Kana pasina karenda mazuva anonetsa kuverenga.
Karenda ibhuku kana kuti pepa guru rimwe chete, rinoratidza mazuva, masvondo nemwedzi yegore rose uye mazororo nezvimwewio zvakakosha. Kana pasina karenda mazuva anonetsa kuverenga.
Dhayari ibhuku rine karenda rinonyorwa urongwa hwemunhu hwekuti musi wakati achange ari papa achiita zvakati.
Kana munhu achinzi akarenda muviri anenge achigara akangoota-ota, achiratidza kusava nesimba.
Duramazwi
01 / 03kari
curry
VerengaSwipe for the next word