KwaunobvaDuramazwiMmakarekare

Duramazwi · zita

makarekare

Zvinoreva

Idzi inguva dzemadziteteguru dzakapfuura kudharadhara.

1

Idzi inguva dzemadziteteguru dzakapfuura kudharadhara.

Makarekare vakuru vaiti kana vaenda kuchirara votombondovaka misasa vachivhima variko kwezvimazuva.

Makarekare kwaiti kana nhimbe yadaidzidirwa, vanhu vodimana kuendako zvokuti basa raibva rareruka zvikuru.

Chinu chitende chaichengeterwa mafuta ekuzora nevanhukadzi makarekare.

Zvakafanana

makare

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word