Duramazwi · zita
Zvinoreva
Makata inzvimbo yakakwirira inokwidza nenzira ichibva kumateru. Mota dzasakara dzinonetsa pakukwira makata.
1
Makata inzvimbo yakakwirira inokwidza nenzira ichibva kumateru. Mota dzasakara dzinonetsa pakukwira makata.
Kutaura kudzikisira kuita makata.
Kana uchitedaira unenge uchifamba wakaisa dumbu mberi. Rume redumbu guru raitedaira richikwira makata.
Kana zvinhu zvakwira makata zvinenge zvasvika pakaoma.
Zvakafanana
Zvakasiyana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03makato
Munhu ane makato anenge asingadi kuita basa nemazvo sezvaanenge achikwanisa kuita.
VerengaSwipe for the next word