KwaunobvaDuramazwiMmakatutsira

Duramazwi · zita

makatutsira

Zvinoreva

Kana munhu achitaura makatutsira anenge achiwedzeredza nemanyepo nezvimwe zvisingakwanisi kuitika muupenyu.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

makei

(manje) Makei izwi rinoshandiswa nevechidiki kureva kuti munhu akura kana kuti ava mudhara.

Verenga

Swipe for the next word