KwaunobvaDuramazwiRrukariro

Zvinoreva

Rukariro kuvimba kwaunoita kuti chimwe chinhu chinofadza chichabudirira.

1

Rukariro chikonzero chinoita kuti uve nechivimbo nomumwe munhu, kana kuti nechimwe chinhu.

2

Zvakafanana

chitarisiro · tarisiro · tariro · kariro

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rukarwa

Rukarwa mutaro unotarwa kuratidza panofanira kugumira rinda richacherwa.

Verenga

Swipe for the next word