Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kupararira kwezvinhu zvakagara kana kurara panzvimbo zvakawanda.
1
Kupararira kwezvinhu zvakagara kana kurara panzvimbo zvakawanda.
2
Uku kuwanda kwezvinhu zvakawararika panzvimbo.
Gore rino mashamba akawanda chose kumunda.
Ukasvikako
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rukato
Rukato kamuti kadiki, kane minzwa nemashizha madiki, kanotandira mimwe miti iri padyo uye kanobereka michero mitsvuku inosviba kana yaibva.
VerengaSwipe for the next word