Duramazwi · zita
Zvinoreva
Rukarwa mutaro unotarwa kuratidza panofanira kugumira rinda richacherwa.
1

Kutema rukarwa kutara mutaro kuratidza muganhu wepanofanira kucherwa guva.
Rukarwa mutaro unotarwa kuratidza panofanira kugumira rinda richacherwa.
Rukarwa ibadza rinenge rashandiswa kutema mutaro unoratidza panenge pachifanira kucherwa guva.
2

Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rukatakata
Kupararira kwezvinhu zvakagara kana kurara panzvimbo zvakawanda.
VerengaSwipe for the next word