KwaunobvaDuramazwiRrukawo

Duramazwi · zita

rukawo

Zvinoreva

Rukawo mushonga unogona kushandiswa nomunhurume kuteya varume vangada kurara nomudzimai wake kuti vakuvare.

1

Rukawo chirwere chomudumbu, chinokonzerwa nokurara nomukadzi anenge akagadzirwa nemurume wake kuti asarara nevamwe varume.

2

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rukaye

Rukaye imhando yamakonye anodya dzinde, kana mashizha echibage nedzimwewo mbesa.

Verenga

Swipe for the next word