Duramazwi
Zvinoreva
Mwamba idanda gobvu rinoiswa pamabwe kuti pamusoro pagovakwa hwaro hwedura kana imba.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mwambabvu
[mwambabvi, mambabvu, mwandabvu] Mwambabvu kuzvimba kunoita muhapwa kana pahudyu, kunokonzerwa nechironda chinenge chiri paimwe wo nhengo yemuviri.
VerengaSwipe for the next word