KwaunobvaDuramazwiMmwambo

Duramazwi · zita

mwambo

musemupongwani

Zvinoreva

Mwambo kakwenzi kane hunde ine man'aran'azha, iine ruvara rutema, kanowanikwa pazvuru, muzvikomo uye munzvimbo dzisinganayi mvura zhinji.

1

Zvakafanana

muse · mupongwani

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mwamwatira

Kumwamwatira kutaura zvisinganzwiki nekuda kwezvekudya zvinenge zviri mumumuromo.

Verenga

Swipe for the next word