KwaunobvaDuramazwiMmwabvura

Duramazwi

mwabvura

Zvinoreva

Kumwabvura kudambura chidimbu chidiki kubva pachinhu chikuru uchishandisa maoko.

1

Kumwabvura kudambura chidimbu chidiki kubva pachinhu chikuru uchishandisa maoko.

Pandakatenga chingwa, handina kuzombomirira kucheka nebanga.

Ndakazongoita zvokumwabvura nemaoko.

Kumwabvura kudambura chidimbu chidiki kubva pachinhu chikuru uchishandisa maoko.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mwadu

Kuti mwadu kutsemura kana kugura chinhu chakaomarara sehari.

Verenga

Swipe for the next word