Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akati tsvikiti anenga akasimba chaizvo.
1
Kana munhu akati tsvikiti anenga akasimba chaizvo.
Wakabvirorima munda uyu makore mana apfuura, asi hapana chakati tsvikiti chawati wakohwa kusvika nhasi.
Kuti tsvikiti kuvapo kwezvinhu zvakawanda, uye zvakanaka.
Kana munhu akati tsvikiti anenga akasimba chaizvo.
2
Kuti tsvikiti kuvapo kwezvinhu zvakawanda, uye zvakanaka.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsvikitidza
Kutsvikitidza kuita kuti chinhu chinatsomira zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word