KwaunobvaDuramazwiTtsvikitika

Duramazwi

tsvikitika

Zvinoreva

Kutsvikitika kuva munhu mutano, akasimba chaizvo.

1

Kutsvikitika kuva chinhu chinoshanda zvakanaka, chisina pakaipa kana pakakuvara.

2

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsviku

Kuti tsviku kutora chinhu pasi, wobva waenda nacho.

Verenga

Swipe for the next word