Duramazwi
Zvinoreva
Kupishana nepfungwa kubatikana mundangariro nezvinenge zvichikunetsa.
1
Kupishana nepfungwa kubatikana mundangariro nezvinenge zvichikunetsa.
Ukuwo Tadiwa dzaipishana kufunga kuti amai naBaba vake vachati kudiii?
Kupishana nepfungwa kubatikana mundangariro nezvinenge zvichikunetsa.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pishingana
Kana vanhu vachipishingana vanenge vachinetsana zvikuru pazvinhu zvavanenge vasiri kuwirirana.
VerengaSwipe for the next word