Duramazwi
Zvinoreva
Kupisha kuvhiringidzika mupfungwa nokuti pane zvimwe zvinhu zvausingachanzwisisi, zvokuti unenge washaiwa kuti woita sei.
Inzwi ruregerero.

Mukadzi akapisha murume wake nemanwiro aaiita doro, papera mwedzi vachangoroorana.
Dzumbunura mapishapisha anosanganikwa nawo nemutambi Tambaoga uye kuti anopera sei.
Nharembozha dzakaipirawo kuti dzave kushandiswawo zvisiri izvo nedzimwe nhubu izvo zvave kukonzeresa mapishapisha mumhuri zhinji.
Inzwi ruregerero.
Nharembozha dzakaipirawo kuti dzave kushandiswawo zvisiri izvo nedzimwe nhubu izvo zvave kukonzeresa mapishapisha mumhuri zhinji.
Mukadzi akapisha murume wake nemanwiro aaiita doro, papera mwedzi vachangoroorana.
Bishapisha kudzimaidzika mupfungwa zvokuti unotozokanganisa zvaunenge uchiita.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pishana
Kupishana nepfungwa kubatikana mundangariro nezvinenge zvichikunetsa.
VerengaSwipe for the next word