Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuti hwiriri kurira sekwechivhiriri.
Hwiriri munhu anoenda kumwe kunhu achidzoka zvakare.
1

Chamuhwiriri kutenderera kwepfungwa kana munhu ane zviri kumunetsa.
Chamuhwiriri kutenderera nekukulumidza kunoita chinhu.
2

Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hwiriti
Hwiriti ishiri pfumbu yerudzi rwenjiva inofarira kudya chakata.
VerengaSwipe for the next word