KwaunobvaDuramazwiHhwishu

Duramazwi · zita

hwishu

fawn

gurukuru-hwishura

Zvinoreva

Hwishu mutambo webhora ravasikana ravanotamba vachikava.

Hwishu ndeimwe mhando yedhanzi yakambonetsa makore apfuura yaitambwa vanhu vachiita zvokusundira zviuno mberi vachimbodzokera shure.

Hwishu mwana wemhembwe.

Kuti hwishu kucheka chinhu kuita zvidimbu zvidiki, uchishandisa banga.

1

2

Hwishu ihembe pfupi.

3

4

5

Hwishu mwana wetsoma.

6

Zvakafanana

gurukuru

Zvine chekuita

-hwishura

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwishura

Kuhwishura kugura chinhu kuita zvidimbu zvidiki, kazhinji uchishandisa banga. Hwishura nzimbe ugovere vana.

Verenga

Swipe for the next word